Вход на сайт

Просмотр новости

Найдите то, что Вас интересует

Vamwe Varimi Vanoti Vari Kufara neZvakabuda muMusangano weKuzeya Nyaya yeKuti Vave Varidzi veMinda

Дата публикации: 17-12-2024 03:07:34

WASHINGTON — Vamwe varimi vanoti vari kufara nezvisungo zvakabuda mumusangano wekuzeya nezvemagwaro ekuti vave varidzi veminda, kana kuti Title Deeds, ayo anonzi ari kuronga kupihwa kuvarimi vakagariswa mumapurazi pasi pechirongwa chekugovera ivhu patsva icho chakaitwa nehurumende kubva muna 2000.
Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vakaumba komiti iri kufambisa hurongwa uhwu, uho hunoda kuti vane magwaro ema Offer Letter, ma 99 Year Lease, kana mapemiti vapihwe mukana wekutenga mapurazi avakapihwa aya nemitengo iri pasi pasi.
Vanoongorora nyaya dzekurima vari mukokeri wesangano reZimbabwe Agricultural Think Tank, VaFrank Kubvakacha, vanoti hurongwa uhu hwakanakira varimi chose nekuti hunovabatsira kuzowanawo mukana wekukwereta mari kumabhanga, izvo zvavanoti zvichavabatsira kurima kwavo kuti kuvandudzike.

Основное содержимое страницы с новостью.

WASHINGTON — 

Vamwe varimi vanoti vari kufara nezvisungo zvakabuda mumusangano wekuzeya nezvemagwaro ekuti vave varidzi veminda, kana kuti Title Deeds, ayo anonzi ari kuronga kupihwa kuvarimi vakagariswa mumapurazi pasi pechirongwa chekugovera ivhu patsva icho chakaitwa nehurumende kubva muna 2000.

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vakaumba komiti iri kufambisa hurongwa uhwu, uho hunoda kuti vane magwaro ema Offer Letter, ma 99 Year Lease, kana mapemiti vapihwe mukana wekutenga mapurazi avakapihwa aya nemitengo iri pasi pasi.

Vanoongorora nyaya dzekurima vari mukokeri wesangano reZimbabwe Agricultural Think Tank, VaFrank Kubvakacha, vanoti hurongwa uhu hwakanakira varimi chose nekuti hunovabatsira kuzowanawo mukana wekukwereta mari kumabhanga, izvo zvavanoti zvichavabatsira kurima kwavo kuti kuvandudzike.

Схожие новости

#Наименование новостиТональностьИнформативностьДата публикации
1Nyaya Yekuti Vakapihwa Mapurazi PachenaVakwanise Kuatengesa Yokonzera Mutauro08.116-10-2024
2 Varimi Vakawanda Vanoti Havasi Kufara Nemari Iri Kuronga Kupihwa Bazi Rezvekurima Mubhajeti Regore Rinouya05.4109-12-2024
3Varimi Votyira Kukanganisirwa Fodya neMvura Yawandisa05.8924-02-2025
4Kunaya kweMvura Kounza Mufaro Pamwe Nekusuwa muNyika06.5612-11-2024
5Vamwe Vakaremara Vanoti Vari Kutarisira Kukohwa Pakuru07.5412-02-2025
6Vamwe Vagari vekwaMutoko Vogadzira Vega Chikafu Chezvipfuwo Vachishandisa Michero yeSango05.2906-12-2024
7Apo Mvura Iri Kuenderera Mberi Kunaya muNyika, Varimi Vari kuKurudzirwa Kuchidyara Mbeu Dzinokasika Kuibva 07.0306-01-2025
8Zimbabwe Yakacherechedza Zuva Rekudyarwa Kwemiti ReNational Tree Planting Day Paine Kurudziro yekuti Veruzhinji Vadyarewo Miti07.1709-12-2024
9WFP Inoti Zimbabwe Inogona Kunge Yatarisana neRimwe Dambudziko reKusanaya Zvakanaka kweMvura07.218-12-2024
10Varimi vekuGokwe Vorima Mavise07.5431-10-2024

Классификация: Международные. Схожих патентов: 0. Схожих новостей: 10. Тональность: 0. Информативность: 8.16. Источник: www.voashona.com.