Вход на сайт

Просмотр новости

Найдите то, что Вас интересует

Japan neChina Dzobatsira Zimbabwe neChikafu

Дата публикации: 22-08-2024 19:25:25

Apo nzara iri kuwedzera zvakanyanya munyika sangano reWorld Food Programme richitatarika kuwana mari yekubatsira Zimbabwe nedzimwe nyika dzemuSADC, hurumende dzeChina neJapan dzapa nyika rubatsiro.
Mumiriri weChina muZimbabwe atambidza mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa mupunga unosvika matani chiuru chimwe chete nemazana manomwe nemakumi matanhatu kana kuti 1, 760 metric tonnes.
Japan yapawo Zimbabwe kuburikidza neWFP mari inodarika miriyoni imwe chete yemadhora kana kuti US$1, 4 million dollars yekutenga chikafu.
Mutevedzeri wemukuru weWFP muZimbabwe VaBilly Mwiinga vaudza Japan kuti mari iyi yauya panguva yakanaka sezvo vanhu vakawanda vasingazive kuti chekudya pazuva vachachiwana kupi.
Hurumende inoti nekuda kwekusanaya zvakanaka kwemvura, vanhu mamiriyoni mapfumbamwe vanoda kubatsirwa nechikafu.

Основное содержимое страницы с новостью.

Схожие новости

#Наименование новостиТональностьИнформативностьДата публикации
1WFP Inoti Kuwana Mari yeKubatsira Zimbabwe neChikafu Kuri Kunetsa010.4220-11-2024
2WFP Iri Kuyambira Kuti Inogona Kutadza Kuwana Chikafu Chinokwanira Zimbabwe neDzimwe Nyika dzemuSADC07.2317-10-2024
3WFP Yotatarika Kuwana Mari yeKubatsira Zimbabwe neDzimwe Nyika Panguva Iyo Nzara Yowedzera08.9216-08-2024
4WFP Inoti Zimbabwe Inogona Kunge Yatarisana neRimwe Dambudziko reKusanaya Zvakanaka kweMvura07.218-12-2024
5Vamwe Vagari vekwaMutoko Vogadzira Vega Chikafu Chezvipfuwo Vachishandisa Michero yeSango05.2906-12-2024
6Kunaya kweMvura Kounza Mufaro Pamwe Nekusuwa muNyika06.5612-11-2024
7Nyaya Yekuti Vakapihwa Mapurazi PachenaVakwanise Kuatengesa Yokonzera Mutauro08.116-10-2024
8Vanhu Vorarama neMichero yeMusango kuMbire Vachiti Chikafu Chavari Kupihwa neHurumende Hachisi Kukwana06.0812-10-2024
9 Varimi Vakawanda Vanoti Havasi Kufara Nemari Iri Kuronga Kupihwa Bazi Rezvekurima Mubhajeti Regore Rinouya05.4109-12-2024
10Varimi Votyira Kukanganisirwa Fodya neMvura Yawandisa05.8924-02-2025

Классификация: Пресс-релизы. Схожих патентов: 0. Схожих новостей: 10. Тональность: 0. Информативность: 10.84. Источник: www.voashona.com.