Вход на сайт

Просмотр новости

Найдите то, что Вас интересует

Mombe Dzakawanda Dzofa Nekushaya Mvura neMafuro

Дата публикации: 11-11-2024 20:10:45

Mombe dzinodarika zviuru gumi kana kuti 10, 000 dzafa  kuMatabeleland South nekuda kwekusanaya zvakanaka kwemvura.
Nyanzvi munyaya dzezvezvipfuyo dzinoti kukasanaya mvura mumasvondo mashoma anotevera huwandu hwemombe dziri kufa hunogona kutowedzera.  
Munyori mukuru mubazi rezvekurima VaObert Jiri vanoti mombe mamiriyoni maviri nezviuru mazana masere kana 2,8 million dzinogona kufa nenzara kana kukasanaya.
Nyika yose ine mombe dzinodarika mamiriyoni mashanu nezviuru zvitanhatu kana kuti 5,6 million.
Munyori mukuru mubazi reAgricultural Rural Development Authority (Arda) VaIvan Craig vaudza Studio 7 kuti varimi vaomerwa vikuru kuMatabeleland.
Vakurudzira varimi kuti vatengese mombe kana mbiri mvura ichiri kunaya kuti vakwanise kutenga chikafu kana ikazoramba kuturuka.
 
Основное содержимое страницы с новостью.

Схожие новости

#Наименование новостиТональностьИнформативностьДата публикации
1Kunaya kweMvura Kounza Mufaro Pamwe Nekusuwa muNyika06.5612-11-2024
2 Varimi Vakawanda Vanoti Havasi Kufara Nemari Iri Kuronga Kupihwa Bazi Rezvekurima Mubhajeti Regore Rinouya05.4109-12-2024
3Vamwe Vakaremara Vanoti Vari Kutarisira Kukohwa Pakuru07.5412-02-2025
4Vamwe Vagari vekwaMutoko Vogadzira Vega Chikafu Chezvipfuwo Vachishandisa Michero yeSango05.2906-12-2024
5Apo Mvura Iri Kuenderera Mberi Kunaya muNyika, Varimi Vari kuKurudzirwa Kuchidyara Mbeu Dzinokasika Kuibva 07.0306-01-2025
6Varimi Votyira Kukanganisirwa Fodya neMvura Yawandisa05.8924-02-2025
7Varimi vekuGokwe Vorima Mavise07.5431-10-2024
8WFP Inoti Zimbabwe Inogona Kunge Yatarisana neRimwe Dambudziko reKusanaya Zvakanaka kweMvura07.218-12-2024
9WFP Inoti Kuwana Mari yeKubatsira Zimbabwe neChikafu Kuri Kunetsa010.4220-11-2024
10Vamwe Varimi Vanoti Vari Kufara neZvakabuda muMusangano weKuzeya Nyaya yeKuti Vave Varidzi veMinda 08.1617-12-2024

Классификация: В стране. Схожих патентов: 0. Схожих новостей: 10. Тональность: 0. Информативность: 9.38. Источник: www.voashona.com.